Used in other entries
“Ku dunduruka kumira panhu pachena pakakwirira panoonekwa nemunhu wose.”
from -dunduruka“Kana uchi dyora unenge uchinonga zvinhu zvakawanda kamwe chete, uchizviisa pamwe panhu.”
from -dyora“Kuti dhugu kubuda panhu nokukasika zvichiita kunge kutiza.”
from dhugu“Ava vanhu vashoma vari panhu pamwe.”
from chidzangara“Panhu pano dzamira panenge pachibaya kana wakapatsamira.”
from -dzamira“Ku dodyora kuitisa buri panhu pakaita somudhuri uchishandisa simba.”
from -dodyora