Used in other entries
“Chido paakanzi afambe nemurume, wake akakukuta zvinhu zvese mumba ndokusiya murume wake ari pamhene chaipo.”
from -kukuta“Ku vhukunura kuchera zvakafutsirwa kuti zvive pamhene.”
from -vhukunura“Ku futyunura zvinhu kuzvibudisa pamhene zviri zvizhinji.”
from -futyunura“Kuti gangara kuva pamhene zvakanyanya.”
from gangara“Ku gangarika kuva pamhene zvakanyanya zvekuti unobva wanyatsoonekwa.”
from -gangarika“Nhamo haina munhu anoti ndakadekara, inomusvikira yosiya yamuisa pamhene.”
from Chirimo hachina guti.