Used in other entries
“Ku fukunuka kubuda pachena kubva muvhu, pamusaka pemvura kana mhepo, sezvinoita mbambaira kana mbatata.”
from -fukunuka“Ku dudza kutaura pachena zvanga zvichimbovanzwa.”
from -dudza“Ku dunduruka kumira panhu pachena pakakwirira panoonekwa nemunhu wose.”
from -dunduruka“Ku dura kutaura pachena zvawambenge uchivanza.”
from -dura“Uyu munhu asingabudi pachena kuti pane zvaanofunga zvozongoonekwa pokupedzisira.”
from chivandira“Munhu anonzi ane katurike anenge aine chaanotyira kuti angangobatwa, kana kuti chingangobudiswa pachena.”
from katurike