DuraMazwi
Browse Words
Words

-pachika

Shona Definition

Kana uchi pachika homwe kana mumwewo mudziyo, unenge uchimanikidza zvinhu zvakawanda kuti zvikwane nzvimbo diki. Kana uchi pachika munhu unenge uchimupa chikafu nechipunu, nokuda kwekuti haakwanisi kuchishandisa kana kuti anorwara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.