DuraMazwi
Browse Words
Words

-oneka

Shona Definition

Kana munhu achi oneka anenge achizivisa vanhu vaanenge anavo kuti ava kuda kuenda. Pavakaenda mhiri kwamakungwa, sekuru vakaoneka musha wose.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.