Used in other entries
“Ndakatenga muchina wokuchochonya nzungu nenyimo.”
from -chochonya“Ku dzamura kunokora nzungu kana zvimwewo zvakawanda nguva imwe chete.”
from -dzamura“Chiwaya chigaba chinokangirwa nzungu nenyimo.”
from chiwaya“Nzungu dzinoda kungonzi kavi kavi nebadza, kwete kuita zvokukanda uchitevera gejo.”
from kavi“Mafufu makanda anoputira tsanga dzechibage kana kuti nzungu kana zvimwewo zvirimwa.”
from mafufu“Chikango kakari kadiki kokugochera nzungu.”
from chikango