DuraMazwi
Browse Words
Words

ngwangwangwa

Shona Definition

Kana chivharo chegaba chakati ngwangwangwa chinenge chakasumukira, chisina kuvhara zvakasimba. chanjama . Kuti ngwangwangwa kusimudza nzeve kwemhuka yakakura senzou.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries