Used in other entries
“Kana chokudya kana chokunwa chichi karakata chinenge chichishata uye chinokusiya pahuro pachimara.”
from -karakata“Kuti gungunduru kupedza chokudya kana chokunwa chawanga unacho.”
from gungunduru“Ku bongoka kupanga chimwe chinhu chokudya kana kuti chokunwa.”
from -bongoka“chokunwa”
from chekumwa“Ku funda chokunwa kana kuti chokudya mumukanwa kuchichengetamo usingamedzi kana kutsenga.”
from -funda“Kuti gungunduru kupedza chokudya kana chokunwa chawanga unacho.”
from gungunduru