Browse Words
Shona Definition
Ku nyumwa kuva nerufungidziro rwekuti pane zviri kuitika kana zvichaitika, zvaunenge usingafaniri kuziva kana kuti zvisina kunaka. Pandakaona tete vachisvika pamba ivo vakambenge vabva zvisina kunaka, ndakanyumwa kuti vainge vane zvavaronga nen'anga yavo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.