Used in other entries
“Akarohwa mbama kumeso akaona nyenyedzi.”
from mbama“Akainzi gwanzu yamatsenganzungu mbama, mukomana akaona nyenyedzi masikati machena.”
from gwanzu“Uhu unyirinyiri hwemagetsi, marambi kana nyenyedzi dzakawanda.”
from un'ain'ai“Mhindo kusviba kunenge kwakaita kunze, kusina mwedzi kana nyenyedzi.”
from mhindo“nyenyedzi”
from nyeredzi“Akainzi gwanzu yamatsenganzungu mbama, mukomana akaona nyenyedzi masikati machena.”
from gwanzu