DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyenyeredza

Shona Definition

Ku nyenyeredza kutenderera kana kufamba neparutivi, nokuti unenge usingadi kupfuura nepane mumwe munhu kana chimwe chinhu. Vanhu vazhinji vanonyenyeredza pamakuva.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.