DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyarara

Shona Definition

Ku nyarara kusaburitsa mazwi kubva mumuromo. Papinda mudzidzisi muchikoro vana vese, vabva vanyarara kuti zi-i vachitya kurangwa. Kana munhu aka nyarara anenge zvekutaura kana kukakavadzana nevamwe. Dzimwe nguva kunyarara hakuna kunaka nokuti vanhu vanozokujairira.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.