DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyararidza

Shona Definition

Ku nyararidza kuita kuti munhu asacheme. Natsai ari kunyararidza mwana ari panze.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.