Used in other entries
“Uyu mwenje mutsvuku unotaridza ngozi paunenge uchipfuta kana paunoonekwa.”
from dhenjaraiti“Masuo mushonga unopiwa mudzimai ava kuda kupona kuti apone zvisina ngozi.”
from masuo“ngozi”
from pfukwa“Ku nhamhura kukasira kubvisa munhu kana mudziyo panzvimbo inenge ine ngozi.”
from -nhamhura“tsaona ngozi”
from njodzi“Dzimwe nguva anopesvedzerwa kuita zvinhu zvine ngozi pamwe achiitiswa zvinomuruzisa.”
from Ndezvomwana mudiki / kubata nhengu anonzi rasa izizi