DuraMazwi
Browse Words
Words

-svinura

Shona Definition

Kana uchi svinura unenge uchivhura maziso ako, uchibva muhope kana kuti wanga wakamboavhara. -svunura . Kana wa svinura unenge wangwarira njodzi ingangokuwira, kana kuti ingawira vamwe. -svunura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.