Used in other entries
“Uyu musuva wesadza unenge uine nhindi yenyama pakati, unoboverwa vamwe vasingaoni kuti mune nyama.”
from kaseveramudama“Ndatogwangura zvandadya nhindi yenyama yawandipa.”
from -gwangura“nhindi Nhango mashoko okuraya nokurayira asi usingatuki munhu.”
from nhango“nhende nhindi nhundu”
from mhundu“Ku rumira kusevesa sadza nenyama shoma, zvokuti unotora nguva une nhindi imwe chete uchiidambura zvishoma nezvishoma.”
from -rumira