DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kurwara kwomuranda / anorwara akatakura bonde

Shona Definition

Munhu murombo haangazivi nguva yaanowirwa namatambudziko saka anongotarisira chero nhambo ipi neipi. Zvakare, anoziva kuti kana ava munhamo hakuna angamuyamura kunze kwokuzvibatsira iye oga.

English Translation

A poor man cannot predict when trouble will strike, so he stays ready for it at any moment, knowing that nobody else will come to his aid if he does not look after himself.

Cultural Context

“Said of the way poverty forces a person to rely on his own resources.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.