Used in other entries
“Mvura hobvu yakanaya nezuro yakasiya mbambaira dzafukunuka, dzikadyiwa namakudo.”
from -fukunuka“Takaona mufananidzo wa"Neria" nezuro patiivhii.”
from mufananidzo“Mbuya vakaparura musangano weruwadzano nezuro.”
from -parura“Pamba apo pakaita mutauro nezuro, mombe dzavo dzadya kumunda kwevaridzi.”
from mutauro“Uku kudya kwemangwanani kunenge kwakasarira nezuro, kana mazuva anenge apfuura.”
from mutsatsakunya