Shona Definition
Mutauro rurimi rwunotaurwa nevanhu. Mutauro weShona ndiwo unotaurwa nevanhu vazhinji vemuno muZimbabwe. Mutauro kutaudzana kunoita vanhu vachiburitsirana mashoko akaomarara. Pamba apo pakaita mutauro nezuro, mombe dzavo dzadya kumunda kwevaridzi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana munhu achi detemba anenge achitaura mazwi ane udzamu, achishandisa fananidzo, mizvambarara, mazita emadunhurirwa neumwe mutauro woungwaru kuti zvaanotaura zvinatsonzwikwa kana kunakidza.”
from -detemba“Chirudzi mutauro wevanhu wakasiyana nowenyu, unoshandiswa nevanhu vakatama kubva kune dzimwe nyika.”
from chirudzi“Chirungu mutauro nemaitiro evachena.”
from chirungu“Ku kanangura kushandisa mutauro unonyadzisa, uye zvichishatirisa mumwe munhu.”
from -kanangura“Hora mutauro unoshatirisa, une kunyomba mukati.”
from hora“Chingezi mutauro netsika dzechirungu.”
from chingezi