Used in other entries
“Iri irombo rakaipa rinoita kuti munhu angogara achiwirwa nematambudziko.”
from munyama“Ku podza munhu kumunyaradza kana awirwa nematambudziko, kana kuti kumuita kuti shungu dzake dziserere.”
from -podza“Tinoshandisa haiwaiwa kutaridza kuti munhu aramba achiwirwa nematambudziko kwenguva yakareba.”
from haiwaiwa“nematambudziko .”
from nedzoi“Kuva ne rushambwa kuva munhu uya anogara achiwirwa nematambudziko nguva nenguva.”
from rushambwa