Used in other entries
“Chitsinha munyama unotadzisa murume kuroora kana kuti mukadzi aroorwe.”
from chitsinha“Chinzvi munyama wokusaroora kana kusaroorwa, unonzi dzimwe nguva unenge uchikonzerwa neshavi rinenge riri pamunhu.”
from chinzvi“Kari upfu hunomwayiwa munyama kana mumuriwo kuti uvavirire, asi kwete kuzovava chaiko semhiripiri.”
from kari“Ku katabvura kukwenga kana kucheka uchipinda muganda kana munyama zvakadzika.”
from -katabvura“Hwasha inzvimbo inobatira mazino munyama yomumuromo.”
from hwasha“Ku kabvura kucheka panzvimbo pakakura uchidzikisa munyama.”
from -kabvura