Used in other entries
“rushambwa”
from rushavashava“Vanhu vachinge vawanda pakuita chinhu, kunyange zvavo vari vanhu vakanaka, kunowana mumwe anoita rushambwa rwake.”
from Kudya nyemba navauya / dzouya dzozvimbira nherera“Rushambwa rwokuti iwe wavingwa nerombo rakana kaasi woshayiswa nzira yokurishandisa.Yakafanana netsumo inoti Gore rinorima pfunda mutengo hausviki”
from Gore rinorima nyope mvura hainayi.