DuraMazwi
Browse Words
Words

jangano

Shona Definition

Jangano kuungana pamwe muchiita jana rekubatsira vakambokubatisiraiwo akambokubatsiraiwo. Majangano ekusakura anobatsira chaizvo kana munhu uchigara wega, nekuti musi wamunosakura mumunda mako ndima inombofamba.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries