Used in other entries
“Ndege inoti dza zvishoma zvishoma kana yava kundomhara.”
from dza“Wakamboona ndege yakamhara here?”
from here“ndege”
from furaimachina“Pakamhara ndege vanhu vaive vakamirira hama dzavo dzaiburuka vakabva vatanga kudongorera vese vaiburuka.”
from -mhara“Uyu munhu anofambisa zvinhu zvine mavhiri zvakaita semotokari nengoro kana ndege.”
from mutyairi“Ndege inoti dza zvishoma zvishoma kana yava kundomhara.”
from dza