Browse Words
Shona Definition
Ku ndenderedza kukweva chinhu chingava chinorema, kana kuti munhu anenge asingadi kuenda kwaunoda kuti aende. Ndaneta nekundenderedza mwana wangu asingadi kuenda kuchikoro. -zvuzvurudza .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.