Used in other entries
“Chadenga inzvimbo yakakwirira zvikuru kunowanza kubhururukira chapungu kana ndege dzinoenda nzendo ndefu.”
from chadenga“Akazongobanganuka ava muchipatara mushure menguva ndefu vanachiremba vatombomira-mira.”
from -banganuka“Vanhu vakanaka havagari nguva ndefu vari vapenyu.”
from Vane mwoyochena havararami.