Used in other entries
“Chirebvu chiri pazasi pemuromo uye ndipo panomera ndebvu kuvarume.”
from chirebvu“Chisvo kabande kesimbi nhetenhete kanocheka nemativi ose, kanonyanyoshandiswa pakugusa ndebvu nokuveura vhudzi mumusoro.”
from chisvo“Ganda rababa repachirebvu rinokakashara nokuti vakambomira kugera ndebvu mazuva ano.”
from -kakashara“Chipenzi mushonga wokubvisa ndebvu unoshandiswa navanhu verudzi rwechiChangani.”
from chipenzi“Reza kamudziyo kokuchekesa kakagadzirwa nesimbi mhetenhete kane mativi maviri anopinza zvikuru kanowanzoshandiswa kubvisa bvudzi, ndebvu kana kutema nyora.”
from reza“Varume vechiPositori vanogara vakagerwa musoro, asi ndebvu vanochengeta.”
from Positori