Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu ita zvaunoda pasati pasvika chingakudzivisa. Makare kare, munhu aienda kundotizisa mwenga aiziva kuti izvi zvaifanira kuitwa vabereki vake vasipo, zvakare haairasa nguva nokuti aiziva kuti zvaizokona kana aiwanikidzwa.
English Translation
Do what you mean to do while whatever could stop you is still out of the way. The moment when no obstacle is present is the moment to act, and it should not be wasted.
Cultural Context
“The image comes from the old practice of taking a bride away by elopement, which had to be done while her parents were absent and could not be delayed.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.