DuraMazwi
Browse Words
Words

mvura

Shona Definition

Mvura ndeinonaya kubva kumakore, ichizonyura pasi kana kuyererera munzizi kana kuungana munyanza, uye inosvetwa kana kunwiwa nezvisikwa nezvinomera zvose ichizviraramisa.

English Translation

Rain is what falls from the clouds, sinking into the ground or flowing into rivers or collecting in lakes, and it is absorbed or drunk by all creatures and plants, sustaining them.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries