Used in other entries
“Mbavha munhu anotora zvinhu zvisiri zvake, asina mvumo.”
from mbavha“Uyu munhu anomanikidzira kuona zvaasina mvumo yokuona.”
from madongorere“Kana uchi hwerura munhu unenge wamutora zvisina mvumo, woenda naye, sezvinoitwa pakutizisa mukadzi.”
from -hwerura“mvumo”
from tendero“Ku pinza kupa munhu mvumo kana kumutungamirira kuti auye mukati memba kana muhofisi.”
from -pinza“Ku poya kubuda kana kutiza kubva pawanga wakachengetedzwa, kana kuti zvisina mvumo.”
from -poya