Browse Words
Shona Definition
Panhu pane mvongamvonga panenge paine kutaura kukuru pasina kumira zvakanaka. Pabasa pedu pamuka mvongamvonga nhasi vanhu vachiramba mabasa nepamusaka pekuda kuwedzerwa mari. nyonganyonga
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.