Used in other entries
“Musikana akaira aziva murume yatova mvana.”
from -ira“Pachivanhu, murume anoroora mvana ine mwana wayo zvinoreva kuti anofanira kuchengeta vose mai nomwana.”
from Wadya zai / wadya nhiyo yacho“Mwanasikana haafaniri kudada noumhandara hwake nokuti nguva ichasvika apo achavawo mvana.”
from Zamu idamba richadzika