DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Zamu idamba richadzika

Shona Definition

Mwanasikana haafaniri kudada noumhandara hwake nokuti nguva ichasvika apo achavawo mvana. Paupenyu, munhu kana wakwirira usadadira vamwe nokuti kana ukazoderera unozonyara kusangana nave.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.