Browse Tsumo
Shona Definition
Kana ukatora ndokuchengeta munhu ane vamwe pasi pake vaanoriritira ibva waziva kuti ndiwe wava kuvachengeta vose. Pachivanhu, murume anoroora mvana ine mwana wayo zvinoreva kuti anofanira kuchengeta vose mai nomwana.
English Translation
Whoever eats the egg has eaten the chick inside it too. Taking someone on means taking on everything and everyone attached to them, not just the obvious part.
Cultural Context
“Commonly applied to a man who marries a woman who already has children, since he thereby becomes responsible for them as well.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Akweva sanzu / akweva namarara aroHaul a branch away and its leaves travel with it: what you take on comes with everything attached to it.