Used in other entries
“Dondore muto unotapira unogadzirwa kubva mumashuku.”
from dondore“Aka kapukanana kanobhururuka, kanowanzoita mavara anoyevedza, uye kanonwa muto wamaruva.”
from chipembenene“Iyi indiro yakakombera inowanzoisirwa muto.”
from chifokombo“Katodzvo kashiri kane muromo murefu, mutete, wakajongamira pasi, unoita kuti kagone kumwa muto mukati memaruva.”
from katodzvo“Aya makanda kana mhodzi dzinosvipwa kana munhu achidya zvinosvisvinwa muto.”
from masvisvinwa“Mafuta muto unosvinwa kubva muzvirimwa zvakaita senzungu, unoshandiswa pakubikisa.”
from mafuta