Used in other entries
“Musikana akatengerwa chipondamwoyo akafara chose.”
from chipondamwoyo“Musikana akazvambaradzwa kusvika adudza akamuitisa pamuviri.”
from -dudza“Musikana akaputsa chirangano chokuroorana nomukomana wake.”
from chirangano“Musikana uyu akandiramba zvake asi ini ndichiri kumuda.”
from -da“Musikana wokudada apfuura akatsinzinira maziso, asingadi kana kutitarisa kana kutikwazisa zvako.”
from -dada“Kana musikana aka dhingura mwoyo womukomana anenge aita kuti mukomana iyeye anzwe kumuda.”
from -dhingura