Musika kamuti katete, kane tuwaya twakarukirwa kumberi kwacho kuti kagokwanisa kushandiswa kupunza mapundu, kuti sadza risapundire.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Ku dzongodza kufambisa mugoti kana musika muusvusvu hwesadza kuti mapundu aputsike.”