Browse Words
Shona Definition
Ku dzongodza kufambisa mugoti kana musika muusvusvu hwesadza kuti mapundu aputsike. Kana uchi dzongodza unenge uchitsvaka chinhu pose pose. -bvongodza . Ku dzongodza kukanganisa munhu ari kuzviitira zvinhu zvake. - kangaidza, -bvoronga, -dzongonya .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.