Used in other entries
“Dongo musha wakatamiwa.”
from dongo“Nhasi tashanda chaizvo patakomberedza musha wedu newaya kuitira kuti mombe dzisapinde-pinde.”
from -komberedza“Pakafa ambuya vangu, musha wese wakasara woti angoda okuhumurawo mengo pamusha pedu.”
from -kuhumura“dhorobha Guta musha mukuru kazhinji unenge uchigara vanhu verudzi rumwe.”
from guta“Ku moneredza kutenderedza sezvakaita waya pabango kana muchikomberedza musha.”
from -moneredza“Mukutaurirana zvinhu zvinovaka musha, vanhu vakafanira kudzidzisa ndimi dzavo kutaura mazwi asingagumbusi vamwe.”
from Matukano akabva munyaya