Shona Definition
Museve chombo chakareba nokutesvera mberi chinoti chikakandwa neuta chinogona kubaya chachinenge chichikandirwa, ingava mhuka kana munhu. Miseve ndezvese zvakareba zviri zvitete, semiseve yezuva kana yenungu. Museve munhu anenge achimhanya zvekushura mare. bara
English Translation
An arrow is a long, slender projectile that is launched from a bow and can pierce whatever it is aimed at, whether it be an animal or a person. Arrows also refer to anything long and thin, like sunbeams or porcupine quills. A human arrow is someone running very fast.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“museve ranzi”
from mwaranzi“Nyakwara museve une tunzeve, uye wakafara mberi kwawo.”
from nyakwara“Museve wakati tede mudumbu regudo.”
from tede“Kuti tupwi kusvakuka kunoita museve kubva pauta.”
from tupwi“Uta chombo chakagadzirwa nemuti wakakombama nerwodzi, chinoshandiswa kupotseresa museve.”
from uta“Museve wakati tede mudumbu regudo.”
from tede