DuraMazwi
Browse Words
Words

tupwi

Shona Definition

Kuti tupwi kusvakuka kunoita museve kubva pauta. Kuti tupwi kureba zvinoonekera kupfuura zvimwe zvose. Mudhorobha unogona kuona imba imwe yakati tupwi pamusoro peguta.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries