DuraMazwi
Browse Words
Words

murwi

Shona Definition

Murwi munhu anoenda kuhondo kunodzivirira nyika yake, kana imwewo nyaya inenge ichirwirwa. Murwi zvinhu zvinenge zvakaunganidzwa panzvimbo imwe. Tsotsi rakawanikwa riine murwi wemaredhiyo emota mudura mehozi. dutu

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries