Used in other entries
“Murwere haaudzwi chomo.”
from chomo“Vekuchipatara vanoti ivo murwere wekutsikwa nemota uya akazofira kusi kwehope.”
from kusi“Murwere aifamba achiti gwaba gwaba sooda kudonha.”
from gwaba gwaba“Uhu ukosha husingaperi, hunopedzera vanhu mari nokurapisa murwere.”
from ndongorera“Mhepo idenda rinokonzera murwere kunzwa chando kana zvazvo kuchipisa.”
from mhepo“Murwere aifamba achiti gwaba gwaba sooda kudonha.”
from gwaba gwaba