Kuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana mhuka isina simba mumabvi. Murwere aifamba achiti gwaba gwaba sooda kudonha.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.