Used in other entries
“Kana zuva ra kwira kunze kunenge kwatoedza kare, nguva dzava kuma9 kana Muroora anotarisirwa kumuka rungwanangwana achishanda basa pamusha, kwete kuzomuka zuva rakwira.”
from -kwira“Muroora akabayiwa namabayo haakwanisi kutakura mugomo wemvura.”
from mabayo“Kare muroora achiperekwa, aitarisirwa kuti anosvika kumba kwavamwene achikuya zviyo zvekubikisa sadza.”
from -kuya“Muroora anogwadama kana achipa vanhu zvokudya.”
from -gwadama“Muroora aigwerededza paguyo nokuti aiva ajaira kugayisa zviyo.”
from -gwerededza“Vamwene vakanonota muroora asi iye haana kuzviisa muhana.”
from -nonota