Browse Words
Shona Definition
Murotso mushonga unopiwa munhu kuti akwanise kurota zvinhu zvinomubatsira pane zvaanoda. Murotso mushonga unopiwa munhu kuti ataure akarara zvaasingadi kubudisa pachena akasvinura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.