DuraMazwi
Browse Words
Words

dambiramurove

Shona Definition

Iyi ishiri inowanzouya munyika ino panguva dzokunaya kwemvura, ine muromo murefu neminhenga mitema nemichena. shohwari , shoreramurove , shohori.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries