Used in other entries
“Uyu mudziyo une mubato murefu une kokupedzisira kwakakombwera, wokucheresa zvinhu zvakaita semunyu neshuga.”
from chipunu“Dhananga muti murefu une pekutsika unoshandiswa nevana kufambisa vachizoita kunge vakareba.”
from dhananga“Uyu munhu murefu ane mumhu mukuru.”
from chirovamatumba“Iyi ishiri inowanzouya munyika ino panguva dzokunaya kwemvura, ine muromo murefu neminhenga mitema nemichena.”
from dambiramurove“Kondo ishiri yakatsvukuruka, inonzi ine ziso rimwe, nemusoro unenge sando, uye ine muromo murefu uyo inoshandisa kunyurura hove murwizi.”
from kondo“Mabasa makuru haaitwi chibatabishi, anoda kuitwa paduku paduku nomwoyo murefu.”
from Usadzinganisa mhuka huru nomwoyosviba / haipindi muguru