Mureri munhu anochengeta mwana kubva achiri mudiki kusvika akura, asiri iye nyakubereka. Mureri munhu anosevenza basa rekuchengeta vana, iye achitambiriswa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.