Browse Words
Shona Definition
Uku kurongeka kunenge kwakaita zvinhu zvichitevedzana. Chibage chakadyarwa chakaita muraini. mudungwe mutsetse Umu munzvimbo munenge makagara vanhu vamwe. Muraini mekwaChimuti mune mbavha dzarura chaizvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Sabhuku munhu anotungamirira misha inenge iri muraini rimwe chete kumaruwa.”
from sabhuku